ZVIRIKO episode 2

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 28 мар 2025
  • Maid akamboshanda Ku Nashpaints

Комментарии • 98

  • @WitnessNyamutambo-h8o
    @WitnessNyamutambo-h8o 10 месяцев назад +4

    Maid wacho anowanza ma1

  • @ruvimbomakuvise5973
    @ruvimbomakuvise5973 8 месяцев назад +2

    Drama racho vatove sis vana ndovada😂😂😂

  • @JosephDongijena
    @JosephDongijena 9 месяцев назад +1

    Mitchìe ka kkkkkkk

  • @luckmoremandiyanike
    @luckmoremandiyanike 11 месяцев назад +1

    Uuuuuu makanyanya vanhu voyee

  • @brianchapotoka9405
    @brianchapotoka9405 Год назад +12

    Kwazouyiwa manje naBvanyangu anotosiya yaparara chete. What a talented actor you are Mitchie

  • @sandisiwendimande6336
    @sandisiwendimande6336 Год назад +2

    Yaaa vanhu vanenhema dzakadai ndovaziva ende variko shame....i still remember muroora wangu akatizira kumba kwedu achinyeba kuti anenhumbu....ayidai so....nhema dzacho yoooooo 😂😂😂

  • @LovenessDakwa
    @LovenessDakwa Год назад +1

    Mishy mishy kkkkkkk manyama

  • @IsraelDzemwa
    @IsraelDzemwa Год назад +1

    Bsa ngarifambe iii tirikufara kani😂😂😂

  • @gracematsika7304
    @gracematsika7304 Год назад +6

    Musikana manyama mhayiweee anhuwoyeee anhuwoyeee ❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉

  • @ConstanceChikanya
    @ConstanceChikanya Год назад +1

    Icho chemufana changu mitchie mitchie

  • @thespecialmamoyo5348
    @thespecialmamoyo5348 Год назад +2

    Haa Mitchell so, idrama shuwa😂. Thank you for entertaining us guys😂

  • @tariromutyenzou9671
    @tariromutyenzou9671 Год назад +3

    Mitchell you are a great comedian ❤

  • @MasiyaMaravire
    @MasiyaMaravire Год назад +7

    Mitchell kah unogona hako wandifadza zvokuti ❤❤❤❤❤❤

  • @ShyneMuguse
    @ShyneMuguse Год назад +3

    😂😂😂 ma dressing manyama well done Mitchell ❤❤❤❤

  • @Kingtaps3823
    @Kingtaps3823 Год назад +1

    😂😂😂too much stories mitch

  • @IsraelDzemwa
    @IsraelDzemwa Год назад +1

    Gumbo radizvee mishy

  • @AngieeWekwamushope
    @AngieeWekwamushope Год назад +1

    U deserve an award lov

  • @IsraelDzemwa
    @IsraelDzemwa Год назад +1

    Baba t kuzonyarara kwacho kani😂

  • @ConstanceChikanya
    @ConstanceChikanya Год назад +3

    Bhutsu bhoo here mitchie kaa vakuzvinyanya aiwa iweka ndaseka

  • @AnnieMutimbanyoka
    @AnnieMutimbanyoka Год назад +6

    Chirega kuchema inozoita stress nhumbu ikazobva 😂😂😂

  • @smadconstructionprivatelim3252
    @smadconstructionprivatelim3252 Год назад +1

    Kkkkk mitchy😂😂

  • @SichengisiweXhaden
    @SichengisiweXhaden Год назад +5

    Kkk Mishi wanyanya makiss kumwana kk Dali humwamwamwa nyanyara asi watofunga baba vake kanii kk😅

  • @KashayaTsarukani
    @KashayaTsarukani 10 месяцев назад

    Kutevedzera madam boss

    • @Ashley-up6xy
      @Ashley-up6xy 10 месяцев назад

      Rega wanhu waita zviro zvawo😂😂

  • @clifyjesa-gq5nd
    @clifyjesa-gq5nd Год назад +1

    Asi Mitchell chii nhywe kkkkkk

  • @RememberDubeSamaita
    @RememberDubeSamaita Год назад +1

    Mitchell haaaa good work

  • @nicklordmarimo6533
    @nicklordmarimo6533 Год назад +2

    Mitchell urikumberi hako keep going dear well done ✅

  • @charmainmedzaiMedzai
    @charmainmedzaiMedzai Год назад +7

    Ndabva ndafunga madamboss Ari maid

    • @ShortCircuit05445
      @ShortCircuit05445 8 месяцев назад

      @user-bh5xu6yv5d taura hako 💯 thought the same too ndatomboti haasi dude here uyo 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂..😊

  • @FelistasMhuriyengwe-dp8vc
    @FelistasMhuriyengwe-dp8vc Год назад +1

    Nhy mishi ndiye mnhu achangobva kumusha ere😂😂😂😂wakashandako riini kwamutarisi

  • @IsraelDzemwa
    @IsraelDzemwa Год назад +1

    Kwichu kwichu kwichu ndokanda uko

  • @RejoiceGoteka
    @RejoiceGoteka Год назад +2

    My favourite ❤ ❤ ❤well done Mitchie can't wait for the next episode

  • @HarmonyNdirowei-x2e
    @HarmonyNdirowei-x2e 9 месяцев назад

    Mitchell😅😅😅😅nemface uyu n mukadzi wake team rese munogona keep it up 😂😂🔥🔥motoo im dead😅

  • @gracematsika7304
    @gracematsika7304 Год назад +2

    Waiting faster faster ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉

  • @ProgiaDzinzi
    @ProgiaDzinzi Год назад +1

    Kkkkkkk Mitch kaaaaa kuzotaura wakatsinzina

  • @NicoleMasiane-dh8fl
    @NicoleMasiane-dh8fl Год назад +1

    Tapinda Mitchy😂😂

  • @NomatterMavenge
    @NomatterMavenge Год назад +3

    Mitchell kaaaa😂😂😂😂😂

  • @TafadzwaMutsaru
    @TafadzwaMutsaru Год назад +1

    Mishi unogona ❤

  • @itaichisero1037
    @itaichisero1037 Год назад +1

    Michael unondiuraya zvangu😂😂😂

  • @sandrabuleya9565
    @sandrabuleya9565 Год назад +3

    Mitchell ka kkkkk haunzwe dressing manje kkkk

  • @trynesskamucheka5626
    @trynesskamucheka5626 Год назад +1

    😂😂😂 ka darly ka Mishy aki bho here

  • @thutsmore3318
    @thutsmore3318 Год назад +3

    😂😂😂😂😂😂 ini ndatanga nekuseka ndisati ndaona drama

  • @VurayaiMaposa
    @VurayaiMaposa Год назад +1

    Mishy Manyama guyz🎉🎉🎉

  • @GetrudeChadyiwa-f3t
    @GetrudeChadyiwa-f3t Год назад +3

    Wazoriwana bsa😂😂😂

  • @missmadas203
    @missmadas203 Год назад +3

    Maid Manyama 😂😂😂

  • @AnnieMutimbanyoka
    @AnnieMutimbanyoka Год назад +3

    Maid kutaurisa uuum nefirst day ko ivo boss vako skirt yakabvaruka wototangira kusonera madam basa ratotanga Mitch gegegege nap reko futi mukore uno 😂😂😂😂😂

  • @langton7395
    @langton7395 Год назад +1

    Mitchel haaa ndapererwa hanzi makafitwa

  • @CalvinMudavanhu
    @CalvinMudavanhu Год назад +1

    Ehee zve

  • @ashleynyika1331
    @ashleynyika1331 Год назад +2

    Mishy ummmm I surrender yoooo unenge wambozvifunga nguvayi nhaiwe ummm unondigonera hangu thank you so much for making my day ndaseka hangu .May God bless you my sis

  • @IanSibusiso
    @IanSibusiso Год назад

    Kkkk hauite mitchell

  • @AnnieMutimbanyoka
    @AnnieMutimbanyoka Год назад +3

    Ndini first comment here nhai mzukuru wagogo 🥳🥳🥳🥳

  • @brianchabvuka4257
    @brianchabvuka4257 Год назад +4

    Mitchell bhustu iyo boe hre 😂😂😂

  • @NyashaMunetsi-t5l
    @NyashaMunetsi-t5l Год назад

    Aaah team imimika naSsta venyu avo mukwane imi well done keep it up

  • @MarthaBaloyi-wo3fg
    @MarthaBaloyi-wo3fg Год назад +3

    Nhema dzako kkk uchapedzira wabuda musaga

  • @AnnieMutimbanyoka
    @AnnieMutimbanyoka Год назад +3

    Congratulations mzukuru wawana basa wochishandawo zvakanaka uchichengeta T uyo ko hat yaisirweiko mumaziso mzukuru wangu bhutsu iya yadzoka yepaye pawakazofa 😂😂😂😂

  • @LizzyMafararikwa
    @LizzyMafararikwa Год назад +3

    🤣🤣😂 wazondiuraya nekuseka Mitchell

  • @MunyaradziSithole-rd7oh
    @MunyaradziSithole-rd7oh Год назад +1

    Mitchell manyama unogona wnku your are srs

  • @AnnieMutimbanyoka
    @AnnieMutimbanyoka Год назад +2

    Kusekerera kwababa T vakatarisa bbe ravo so zvikundinakidzwa Mitch anonyepesa uchashaya basa wakuremera munhu wese

  • @pedzisainyamayaro
    @pedzisainyamayaro Год назад +3

    Province yapindira yakapfeka hayo dressing yekurasisa 😂😂😂😂😂😂😂

  • @SelinaFenjure
    @SelinaFenjure Год назад +3

    😂😂 Michael ka 😂😂😂

  • @InnocentMutenheka
    @InnocentMutenheka Год назад

    I salute you all guys munogonesa rambai makadaro

  • @tariromutyenzou9671
    @tariromutyenzou9671 Год назад +2

    Kkkkkl Mitcgy uri nhamba hwani chaiye

  • @charmainmedzaiMedzai
    @charmainmedzaiMedzai Год назад +2

    Mitch 😂 anovhara ma1 kunge munhu kwaye

  • @ThandoNcube-xy2fo
    @ThandoNcube-xy2fo Год назад +3

    Bhutsu kani Mimi yowee kuita musikana urikutambura

  • @JosephineChigondo
    @JosephineChigondo Год назад +3

    Mitchell uri tsotsi😂

  • @tichaiteimuchero9970
    @tichaiteimuchero9970 Год назад

    Hecho icho chiri kupisa apa kinyera kudzungaira asi uchiziva hako kuti ndiwe uripanyanga hako ,ende unogona chose iko kuzochema kuda kunzvirwa tsitsi

  • @PortiaSigaukeNyaradzo
    @PortiaSigaukeNyaradzo 10 месяцев назад +1

    Skirt yamai T

  • @IsraelDzemwa
    @IsraelDzemwa Год назад

    Chana chatovata usakava mwana musoro😂

  • @charmainmedzaiMedzai
    @charmainmedzaiMedzai Год назад +1

    😂kkkkkkk kokutaurisa

  • @simbarashenyamukuta9887
    @simbarashenyamukuta9887 Год назад

    🎉

  • @linchauxs4486
    @linchauxs4486 Год назад +3

    Mitchell ka😂😂😂

  • @charmainmedzaiMedzai
    @charmainmedzaiMedzai Год назад +1

    😂 handisat ndawanirw nyasha

  • @ShumieBMusic3920
    @ShumieBMusic3920 Год назад +1

    Icho chimusikana chapindira,,, bhutsu manje aah Mimi😅

  • @michaelchapfuwa
    @michaelchapfuwa Год назад +1

    Inezvivindi Mitchell sando dzako

  • @MadlaminiZaneleMadlaminiZanele

    Sister Mitchell Mitchell Mitchell 😂😂😂😂

  • @ThomasMaramba
    @ThomasMaramba Год назад +1

    Haa Mitchell unogona

  • @MAVISTHOMPSON-j8h
    @MAVISTHOMPSON-j8h Год назад +1

    Mitchie home ndokwangu kumusha

  • @IsraelDzemwa
    @IsraelDzemwa Год назад

    Ko kuzotaura zvemba wabvunzwa here mitchy😂😂

  • @gracematsika7304
    @gracematsika7304 Год назад

    Manya kikikokoko❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉😂😂😂😂

  • @farrohshumba148
    @farrohshumba148 Год назад

    Mitchell 😂😂😂

  • @brianchinyani
    @brianchinyani Год назад +1

    Ichooooo

  • @YemuraiLindi
    @YemuraiLindi Год назад

    Hoyoo chidombo

  • @PowerT2000
    @PowerT2000 11 месяцев назад

    😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @NicoleMasiane-dh8fl
    @NicoleMasiane-dh8fl Год назад

    😅😅

  • @langton7395
    @langton7395 Год назад

    Iyo bhutsi yacho uye intro yacho confusion yega yega

  • @rudomusami6508
    @rudomusami6508 Год назад

    Yeu yeu haaaa iwewe

  • @michaelchapfuwa
    @michaelchapfuwa Год назад

    Welcome home

  • @AliceChipfuya
    @AliceChipfuya Год назад +1

    Munogona

  • @ThandoNcube-xy2fo
    @ThandoNcube-xy2fo Год назад +1

    Kkkķk Mai T vaiti mwana unofanirwa kuita tsvina ka2 ndozobvisa Mimi akati tengai ma nap rangotota tobvisa

  • @michaelchapfuwa
    @michaelchapfuwa Год назад +2

    Kkkk butsu yako iyo kuita garwe disgusting

  • @IsraelDzemwa
    @IsraelDzemwa Год назад

    Bsa ngarifambe iii tirikufara kani😂😂😂

  • @IsraelDzemwa
    @IsraelDzemwa Год назад +1

    Chana chatovata usakava mwana musoro😂